File - rudorwashe Ronald Shumba

Download Report

Transcript File - rudorwashe Ronald Shumba

Slide 1

BY PASTOR R.R. SHUMBA


Slide 2

1 CORITHIANS 12:1-11

1 Zvino, kana zviri zvipo zvoMweya, hama dzangu, handidi kuti
muve vasingazivi.2 Munoziva kuti panguva yamaiva vahedheni,
makanga muchikweverwa kuzvifananidzo, zvisingagoni kutaura,
sezvamaitungamirirwa. 3 Saka ndinokuzivisai kuti
hakunomunhu unotaura noMweya waMwari, ungati: Jesu
ngaatukwe! Vuye, hakunomunhu ungati: Jesu ndiye Ishe, asi
noMweya Mutsvene. 4 Zvino marudzi mazhinji ezvipo aripo, asi
Mweya ndomumwe. 5 Marudzi mazhinji okushumira aripo, vuye
Ishe mumwe. 6 Marudzi mazhinji amabasa aripo, asi Mwari
mumwe, iye unobata zvose munavose. 7 Asi mumwe nomumwe
unopiwa kuratidzwa kwoMweya, kuti vose vabatsirwe. 8 Nokuti
mumwe unopiwa noMweya shoko rovuchenjeri, mumwe shoko
rokuziva noMweya iwoyu; 9 mumwe, kutenda muMweya iwoyu;
mumwe iwoyu; mumwe zipo zokuporesa muMweya
iwoyu; 10 mumwe, kuita mabasa esimba; mumwe, kuporofita;
mumwe, kuzivisisa mweya; mumwe, marudzi endimi; mumwe,
kududzira ndimi; 11 asi izvi zvose zvinoitwa noMweya iwoyu
mumwe chete, unogovera mumwe nomumwe sezvaanoda.




Slide 3

WHAT IS A GIFT?
CHII CHINONZI CHIPO?


Chipo chinhu chekupiwa
mahara/pachena. Hachina muripo
kana mutego. Zvipo zvinoratidza
ukama pakati pevanhu. E.g birthday
present, baby shower, kithen party,
wedding present.


Slide 4

Chipo chaMweya
Mutsvene chii?

Chipo chinobva kuna Mweya
mutsvene. 1 Cor12:1-10
Chipo chinopiwa nekuda
kwaMwari
1 Cor12:11


Slide 5

Basa razvo nderei?

Eph 4:12
Kugadzirira vanhu vaMwari kuti vaite
basa (Luke 24:49)
Kukudza mukristu mukutenda (1 cor
14 :4)
Kuvaka muviri wa Kristu (chechi)


Slide 6

Mhando nhatu dzezvipo
zvaMweya
Three classes
of Spiritual
Gifts
Ministry (vocational)
Manifestation
Motivational


Slide 7

Ministry gifts

Also known as vocational gifts
 Five fold ministry (Eph 4:11)
 Apostles
 Prophets
 Evangelists
 Pastors
 Teachers
 An additional gift is of DEACONS (Acts 6)


Slide 8




Slide 9

Manifestation Gifts

These gifts come in three subcatagories
1. Utterance/speech ….zvipo zvekutaura
2. Power….zvipo zvekuratidza simba
3. Revelation…zvipo zvinoburitsa
zvakavanzika


Slide 10

Utterance gifts…
zvipo zvekutaura

Prophecy…chiporofita
Speaking in tongues…kutaura nendimi
Interpretation of tongues…. Kududzira
ndimi


Slide 11

Power gifts…
zvipo zvekuratidza simba

Faith…kutenda
Healing…kuporesa
Miracles… minana


Slide 12

Revelation…

zvipo zvinoburitsa zvakavanzika



Word of knowledge… shoko
rokuziva
Word of wisdom…shoko
rouchenjeri
Discernment of spirits….kunzvera
mweya


Slide 13

MOTIVATIONAL GIFTS…
ZVIPO ZVEKUKURUDZIRA

Prophecy…. chiporofita
Serving/helps….kubatsira
Giving….kupa
Teaching…kudzidzisa
Exortation/
encouragement….kukurudzira
Administration…..kuronga


Slide 14

Disclaimer

This is a work that has been researched and prepared by

Rudorwashe Ronald Shumba. The author acknowledges
that this is not an exhaustive piece on the subject. However
all hope is in that it will help you grow in faith. Be blessed.
For more information contact
[email protected]
+263774087167
©2014